RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 January p. 7
  • Iva Mushandi Ane Unyanzvi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iva Mushandi Ane Unyanzvi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Hapana Chakapambadzwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Zvinhu Zvatinoshandisa Pakudzidzisa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Kudzidzisa Chokwadi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 January p. 7
Murume ari kushandisa chekuvezesa neunyanzvi.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Iva Mushandi Ane Unyanzvi

Muvezi ane unyanzvi anoziva mashandisiro aanofanira kuita maturusi ake. “Mushandi asina chekunyara nacho” anozivawo mashandisiro aanofanira kuita zvinhu zviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (2Ti 2:15) Pindura mibvunzo inotevera kuti uone kana uchiziva mashandisiro aunofanira kuita mamwe ematurusi edu emuushumiri.

TEERERA MWARI URARAME NEKUSINGAPERI

  • Kavha yebhurocha rinonzi ‘Teerera Mwari Urarame Nekusingaperi.’

    Bhuku iri rakagadzirirwa vanaani?—mwb17.03 5 ¶1-2

  • Ungarishandisa sei pakudzidza nemunhu Bhaibheri?​—km 7/12 3 ¶6

  • Nderipi rimwe bhuku ramunofanira kudzidza kuti mudzidzi azokwanisa kubhabhatidzwa?​—km 7/12 3 ¶7

MASHOKO AKANAKA ANOBVA KUNA MWARI!

  • Kavha yebhurocha rinonzi ‘Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!’

    Bhuku iri rakasiyana papi nemamwe mabhuku atinoshandisa pakudzidza nevanhu Bhaibheri?—km 3/13 4-5 ¶3-5

  • Chii chaunofanira kuedza kuita paunopa vanhu bhuku racho?—km 9/15 3 ¶1

  • Ungadzidza sei nemunhu Bhaibheri uchishandisa bhuku iri?—mwb16.01 8

  • Ndirini paunofanira kuzotanga kushandisa bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei?—km 3/13 7 ¶10

BHAIBHERI RINOTIDZIDZISEI?

  • Kavha yebhuku rinonzi ‘Bhaibheri Rinotidzidzisei?’

    Mashoko ari mubhokisi rakanzi Muchidimbu uye ari pachikamu chakanzi Mamwe Mashoko anofanira kushandiswa sei?—mwbr20.01 ¶7

NDIVANAANI VARI KUITA KUDA KWAJEHOVHA MAZUVA ANO?

  • Kavha yebhurocha rinonzi ‘Ndivanaani Vari Kuita Kuda kwaJehovha Mazuva Ano?’

    Ndirini paunofanira kushandisa bhuku iri?—mwb17.03 8 ¶1

  • Rinofanira kushandiswa sei?—mwb17.03 8, bhokisi

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe