RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 1:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 1 Zvino mugore rokutanga raKoreshi+ mambo wePezhiya, kuti shoko raJehovha rakabuda mumuromo maJeremiya+ riitike, Jehovha akamutsa+ mwoyo waKoreshi mambo wePezhiya zvokuti akaita kuti kushevedzera+ kuitwe muumambo hwake hwose, uyewo akanyora,+ achiti:

  • Dhanieri 9:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 mugore rokutanga rokutonga kwake, ini Dhanieri, ndakanzwisisa kubva mumabhuku kuwanda kwemakore akanga ataurwa neshoko raJehovha kumuprofita Jeremiya,+ okuzadzika kwokuparadzwa kweJerusarema,+ kuti aizova makore makumi manomwe.+

  • Mateu 2:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvino zviya zvakataurwa pachishandiswa muprofita Jeremiya zvakazadzika, zvokuti:

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe