RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 69
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekununurwa

        • “Kushingairira imba yenyu kwandipedza” (9)

        • “Ndipindureiwo nekukurumidza” (17)

        • “Vakandipa vhiniga kuti ndinwe” (21)

Pisarema 69:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yasvika kumweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 144:7; Mari 3:54; Jon 2:5

Pisarema 69:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:2
  • +Pis 32:6; Jon 2:3

Pisarema 69:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:2
  • +Pis 119:82, 123; Isa 38:14

Pisarema 69:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vanondivenga pasina chikonzero.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 23:22; Joh 15:24, 25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 11

    6/1/2006, p. 11

Pisarema 69:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:6; Jer 15:15
  • +Isa 50:6; Mt 26:67; 27:29

Pisarema 69:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 19:13; Pis 31:11; Joh 1:11; 7:5

Pisarema 69:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:10; Pis 119:139; Mt 21:12, 13; Mk 11:15-17; Joh 2:13-17
  • +VaR 15:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2010, pp. 8-9

Pisarema 69:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Pandakachema ndikatsanya.”

Pisarema 69:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chirevo.”

Pisarema 69:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 49:8; VaH 5:7
  • +Pis 68:20

Pisarema 69:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 144:7

Pisarema 69:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “gomba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:2
  • +Pis 16:10

Pisarema 69:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:3; 109:21
  • +Pis 25:16

Pisarema 69:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:9; 102:2
  • +Pis 31:9; 40:13

Pisarema 69:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Uyai pedyo nemweya wangu muununure.”

Pisarema 69:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:6

Pisarema 69:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 142:4
  • +Job 19:14

Pisarema 69:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muti une muchetura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 27:34; Mk 15:23
  • +Mt 27:48; Mk 15:36; Ru 23:36; Joh 19:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2011, p. 15

Pisarema 69:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 11:9, 10

Pisarema 69:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 10

Pisarema 69:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 21:9

Pisarema 69:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Musasa wavo une rusvingo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 1:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 204

Pisarema 69:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “reupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:33
  • +VaF 4:3; Zva 3:5; 13:8

Pisarema 69:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 109:22

Pisarema 69:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:13-15; Ho 14:2

Pisarema 69:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:17; 102:17; Isa 66:2
  • +Pis 146:7; Isa 61:1; Ru 4:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2008, p. 12

    4/15/1997, pp. 4-5

Pisarema 69:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 96:11; Isa 49:13

Pisarema 69:35

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, nyika.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:18

Pisarema 69:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 61:9; 66:22
  • +Pis 91:14; Jak 1:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 69:1Pis 144:7; Mari 3:54; Jon 2:5
Pis. 69:2Pis 40:2
Pis. 69:2Pis 32:6; Jon 2:3
Pis. 69:3Pis 22:2
Pis. 69:3Pis 119:82, 123; Isa 38:14
Pis. 69:4Ru 23:22; Joh 15:24, 25
Pis. 69:7Pis 22:6; Jer 15:15
Pis. 69:7Isa 50:6; Mt 26:67; 27:29
Pis. 69:8Job 19:13; Pis 31:11; Joh 1:11; 7:5
Pis. 69:91Mad 19:10; Pis 119:139; Mt 21:12, 13; Mk 11:15-17; Joh 2:13-17
Pis. 69:9VaR 15:3
Pis. 69:13Isa 49:8; VaH 5:7
Pis. 69:13Pis 68:20
Pis. 69:14Pis 144:7
Pis. 69:15Pis 69:2
Pis. 69:15Pis 16:10
Pis. 69:16Pis 63:3; 109:21
Pis. 69:16Pis 25:16
Pis. 69:17Pis 27:9; 102:2
Pis. 69:17Pis 31:9; 40:13
Pis. 69:19Pis 22:6
Pis. 69:20Pis 142:4
Pis. 69:20Job 19:14
Pis. 69:21Mt 27:34; Mk 15:23
Pis. 69:21Mt 27:48; Mk 15:36; Ru 23:36; Joh 19:29
Pis. 69:22VaR 11:9, 10
Pis. 69:24Pis 21:9
Pis. 69:25Mab 1:20
Pis. 69:28Eks 32:33
Pis. 69:28VaF 4:3; Zva 3:5; 13:8
Pis. 69:29Pis 109:22
Pis. 69:31Pis 50:13-15; Ho 14:2
Pis. 69:33Pis 10:17; 102:17; Isa 66:2
Pis. 69:33Pis 146:7; Isa 61:1; Ru 4:18
Pis. 69:34Pis 96:11; Isa 49:13
Pis. 69:35Pis 51:18
Pis. 69:36Isa 61:9; 66:22
Pis. 69:36Pis 91:14; Jak 1:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 69:1-36

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira unonzi, “Maruva.” Rwiyo rwaDhavhidhi.

69 Ndiponesei, haiwa Mwari, nekuti mvura yava kuda kundiuraya.*+

 2 Ndanyura mumatope akadzika, musina pakaoma.+

Ndapinda mumvura yakadzika,

Uye rukova runoyerera zvine simba rwanditora.+

 3 Ndaneta nekushevedzera;+

Inzwi rangu rashoshoma.

Maziso angu aneta ndakamirira Mwari wangu.+

 4 Vaya vanondivenga pasina chikonzero+

Vakawanda kupfuura bvudzi remusoro wangu.

Vaya vanoda kundipfuudza,

Vavengi vangu vanonyengera,* vawanda.

Ndakamanikidzwa kudzorera zvandakanga ndisina kuba.

 5 Haiwa Mwari, imi munoziva upenzi hwangu,

Uye mhosva yangu haina kuvanzika kwamuri.

 6 Vaya vane tariro mamuri ngavarege kunyadziswa pamusana pangu,

Haiwa Changamire Ishe, Jehovha wemauto.

Vaya vanokutsvagai ngavarege kunyadziswa pamusana pangu,

Haiwa Mwari waIsraeri.

 7 Ndinozvidzwa nekuda kwenyu;+

Kunyadziswa kunofukidza chiso changu.+

 8 Ndava mutorwa kuhama dzangu,

Mutorwa kuvanakomana vaamai vangu.+

 9 Kushingairira imba yenyu kwandipedza,+

Uye kuzvidza kwevaya vanokuzvidzai kwawira pandiri.+

10 Pandakazvininipisa ndichitsanya,*

Ndakazvidzirwa izvozvo.

11 Pandakaita kuti masaga ave zvipfeko zvangu,

Ndakabva ndava chiseko* chavo.

12 Ndava kungogara ndichirehwa nevaya vanogara pagedhi reguta,

Zvidhakwa zvinoimba nezvangu munziyo dzazvo.

13 Asi munyengetero wangu ngauuye kwamuri,

Haiwa Jehovha, panguva yakakodzera.+

Muukuru hwerudo rwenyu rusingachinji, haiwa Mwari,

Ndipindurei nemabasa enyu eruponeso asingakundikani.+

14 Ndinunurei mumatope;

Musandirega ndichinyura.

Ndinunurei pane vaya vanondivenga

Uye mumvura yakadzika.+

15 Musarega ndichitorwa nemvura yemafashamo ine simba,+

Kana kurega ndichimedzwa nemvura yakadzika,

Kana kurega tsime* richivhara muromo waro ndiri mukati.+

16 Ndipindureiwo Jehovha, nekuti rudo rwenyu rusingachinji rwakadzama.+

Tendeukirai kwandiri maererano netsitsi dzenyu huru,+

17 Uye musavanzira mushumiri wenyu chiso chenyu.+

Ndipindureiwo nekukurumidza, nekuti ndiri kutambudzika kwazvo.+

18 Uyai pedyo neni mundinunure;*

Ndidzikinurei pavavengi vangu.

19 Munoziva kuzvidzwa kwangu nekunyadziswa kwangu.+

Munoona vavengi vangu vese.

20 Kuzvidzwa kwakakuvadza mwoyo wangu, uye ronda racho harirapiki.

Ndaitarisira kuti mumwe munhu andinzwire tsitsi, asi pakanga pasina,+

Uye ndaitarisira vanyaradzi, asi ndakavashaya.+

21 Asi panzvimbo pezvekudya vakandipa muchetura,*+

Uye pandainzwa nyota vakandipa vhiniga kuti ndinwe.+

22 Itai kuti tafura yavo ive musungo kwavari,

Uye kubudirira kwavo kuve chinhu chinovateya.+

23 Maziso avo ngaave nerima kuti varege kuona,

Uye itai kuti muhudyu mavo mugare muchidedera.

24 Dururirai kutsamwa kwenyu pavari,

Hasha dzenyu huru ngadzivabate.+

25 Musasa wavo* ngauve dongo;

Ngaparege kuva nemunhu anogara mumatende avo.+

26 Nekuti vanodzingirira uya wamakarova,

Uye vanoramba vachirondedzera kurwadziwa kwevaya vamakakuvadza.

27 Wedzerai dzimwe mhosva pamhosva dzavo,

Uye ngavarege kuva nemugove mukururama kwenyu.

28 Ngavadzimwe mubhuku revapenyu,*+

Uye ngavarege kunyorwa pamwe chete nevakarurama.+

29 Asi ini ndiri kutambudzika uye ndiri kurwadziwa.+

Ndidzivirireiwo nesimba renyu rekuponesa, haiwa Mwari.

30 Ndichaimba ndichirumbidza zita raMwari,

Uye ndichamukudza ndichimutenda.

31 Izvi zvichafadza Jehovha kupfuura kufadzwa kwaanoitwa nemikono yemombe,

Kupfuura kufadzwa kwaanoitwa nemikono yemombe midiki ine nyanga nemahwanda.+

32 Vanyoro vachazviona vofara.

Imi muri kutsvaga Mwari, mwoyo yenyu ngaimuke.

33 Nekuti Jehovha ari kuteerera varombo,+

Uye haazozvidzi vasungwa vake.+

34 Denga nenyika ngazvimurumbidze,+

Makungwa nezvinhu zvese zvinofamba mazviri.

35 Nekuti Mwari achaponesa Ziyoni+

Uye achavakazve maguta eJudha,

Uye vachagara imomo voitora.*

36 Vana vevashumiri vake vachaigara nhaka,+

Uye vaya vanoda zita rake+ vachagara mairi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe