Purogiramu Yevhiki yaMay 3
VHIKI INOTANGA NAMAY 3
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 4 ¶1-10
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Samueri 1-3
Nha. 1: 2 Samueri 2:12-23
Nha. 2: Jesu Akashandisa Zita raMwari Muushumiri Hwake Here?
Nha. 3: Chii Chiri Seri Kwemazororo Okuyeuka “Midzimu Yevakafa”? (rs-CA p. 219 ¶5–p. 220 ¶3)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Kana Saimba Akati, ‘Hamutendi Muna Jesu.’ Kukurukurirana nevateereri muchishandisa bhuku raKukurukurirana papeji 103.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Nakidzwa Nezvikomborero Zvaunowana Pakupupura Muri Boka. Kukurukurirana nevateereri muchishandisa bhuku raTakarongwa papeji 108, ndima 1-3. Kumbirai mutariri webasa kuti ataure nezvepurogiramu uye nzvimbo dzichaitirwa misangano yebasa rekuparidzira. Kumbirai vateereri kuti vataure nezvekubatsirwa kwavakaitwa pavakatsigira urongwa uhwu uye kushanda kwavakaita nevamwe vaparidzi vari muboka ravo.