RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/10 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 8
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 8
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 11/10 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaNovember 8

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 8

Rwiyo 18

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 13 ¶1-8

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Makoronike 21-25

Nha. 1: 1 Makoronike 22:11-19

Nha. 2: Tingaramba Sei Tichiwedzera Kuda Kwatinoita Chokwadi?

Nha. 3: Chii Chinobatsira Zvapupu zvaJehovha Kutsanangura Bhaibheri Sezvavanoita? (rs-CA p. 418 ¶1-4)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 113

5 min: Zviziviso.

15 min: Shandisa Mikana Yaunowana Muushumiri. (Mab. 16:13) Kukurukurirana mashoko ari muBhuku Regore ra2010, peji 43, ndima 1-2; peji 59, ndima 2; uye peji 62, ndima 2, kusvika kupeji 63, ndima 1. Makurukura nyaya imwe neimwe yakaitika, kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvavanowana.

15 min: “Minda Yachenera Kukohwa.” Mibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 44

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe