Purogiramu Yevhiki yaApril 4
VHIKI INOTANGA NAAPRIL 4
Rwiyo 116 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 2 ¶1-7, bhokisi riri pap. 13 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Jobho 16-20 (10 min.)
Nha. 1: Jobho 18:1-21 (4 min. kana asingasviki)
Nha. 2: Jesu Ane Muviri Wenyama Kudenga Here?—rs-CA p. 101 ¶3–p. 102 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Nei Vatongi Vanonzwisisa Vachirumbidza Zvapupu zvaJehovha?—VaR. 13:3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
15 min: Shandisa Zvakanaka Bhuku Regore ra2011. Kukurukurirana. Dzokororai “Tsamba Inobva kuDare Rinodzora.” Rongai pachine nguva kuti vamwe vatsanangure chakaitika chinokurudzira kubva muBhuku Regore. Kumbirai vateereri kuti vataure zvimwe zvakavabaya mwoyo zviri pamushumo wenyika yose. Pedzisai nokukurudzira vose kuti vaverenge Bhuku Regore rose zvaro.
15 min: Zvomuungano yenyu.
Rwiyo 103 Nemunyengetero