Purogiramu Yevhiki yaMarch 5
VHIKI INOTANGA NAMARCH 5
Rwiyo 103 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 17 ¶15-19 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Jeremiya 1-4 (10 min.)
Nha. 1: Jeremiya 3:14-25 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Chii Chinoita Kuti Tidade Nokudanwa Nezita raJehovha?—Isa. 43:12 (5 min.)
Nha. 3: Bhaibheri Rinoti Chii Panyaya Yokurambana Uye Kuroorazve?—rs-CA p. 146 ¶2–p. 147 ¶3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Batsirwa Nebhuku raKuongorora Magwaro Zuva Nezuva—2012. Kurukurai sehurukuro mashoko okusuma. Zvadaro kumbirai vateereri kuti vataure kuti inguvai yavakasarudza kudzidza rugwaro rwezuva uye kuti zvakavabatsira sei. Pedzisai nokukurukura rugwaro rwegore rwa2012.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Mazano Okugovera Magazini Muna March. Kukurukurirana. Kweminiti imwe kana maviri taurai nyaya shoma dziri mumagazini dzingafarirwa nevanhu mundima yenyu. Zvadaro muchishandisa nyaya dzokutanga dzinotevedzana dziri muNharireyomurindi, kumbirai vateereri kuti vataure mibvunzo yavangabvunza ingaita kuti vanhu vafarire, uye kuti magwaro api avanofunga kuzoverenga. Itai zvimwe chete muchishandisa nyaya dzokutanga dzinotevedzana dziri muAwake! uye kana nguva iripo, sarudzai zvakare imwe nyaya kubva muNharireyomurindi kana kuti Awake! Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.
Rwiyo 75 Nemunyengetero