RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/12 p. 3
  • Kugadziridzwa Kwemisangano Yemukati Mevhiki

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kugadziridzwa Kwemisangano Yemukati Mevhiki
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Purogiramu Itsva Yomusangano Weungano
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Kuva Nemisangano Yebasa Romumunda Inobatsira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Pinda Muzororo raMwari!
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2023-2024
  • Mirayiridzo Yemusangano weUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu
    Mirayiridzo yeMusangano weUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 8/12 p. 3

Kugadziridzwa Kwemisangano Yemukati Mevhiki

Kubva muvhiki yaSeptember 3, Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano chichange chava chemaminitsi 30 kwete 25. Muitisi paachapa sumo yake anofanira kutaura kweminiti imwe chete zvinhu zvishoma zvaiva muchidzidzo chevhiki yapfuura. Nguva yeMusangano Webasa ichaderedzwawo kubva pamaminitsi 35 kusvika ku30. Panenge pasisina chikamu chezviziviso chinenge chakazvimirira choga. Asi, zviziviso zvinenge zvichida kupiwa zvichataurwa pachikamu chehurukuro yokutanga. Kazhinji kacho pachange paine zviziviso zvishoma uye hapana chikonzero chokutaura zvichange zvakaita hurukuro dzose dziri pamusangano. Zviziviso zvine chokuita nekuparidzira uye kuchenesa pamwe chete nekwaziso hazvifaniri kuverengwa. (km 10/08 p. 1, ndima 4) Kana pachizopiwa chiziviso chakareba, zvingava zvakanaka kuti vachange vaine hurukuro pamusangano webasa vagare vazviziva kuitira kuti vagopfupisa hurukuro dzavo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe