Purogiramu Yevhiki yaNovember 26
VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 26
Rwiyo 62 Nemunyengetero.
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 2 ¶1-6, chati riri pap. 19 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mika 1-7 (10 min.)
Nha. 1: Mika 3:1-12 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Chii Chinoratidza Kuti Paradhiso Inotaurwa Pana Ruka 23:43 Ndeyepasi Pano?—rs p. 280 ¶2–p. 281 ¶2 (5 min.)
Nha. 3: Chinoita Kuti Tizive Kuti Jehovha Munzwi Womunyengetero—1 Joh. 5:14 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Tanga Chidzidzo cheBhaibheri paMugovera Wokutanga. Muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4, enzanisirai kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei musi woMugovera wokutanga muna December. Kurudzirai vose kuti vaedze kutanga zvidzidzo.
10 min: Zvakawanda Zvavanazvo Zvinozadzisa Kushaya Kwevamwe. Hurukuro inopiwa nomukuru kubva muNharireyomurindi yaNovember 15, 2012, mapeji 8-9.
15 min: “Usatyira Kure—Zvaungaita Kana Une Zvakawanda Zvokuita.” Mibvunzo nemhinduro. Kwenguva pfupi bvunzurudzai munhu ane vanhu vaanodzidza navo Bhaibheri pasinei nokuti ane zvakawanda zvokuita muupenyu.
Rwiyo 73 Nemunyengetero