RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/12 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 7
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 7, 2013
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 12/12 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 7

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 7, 2013

Rwiyo 104 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 3 ¶13-19 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mateu 1-6 (10 min.)

Nha. 1: Mateu 5:21-32 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Zvii Zvingaita Kuti Minyengetero Yomunhu Isanzwiwa naMwari?—rs p. 256 ¶1–8 (5 min.)

Nha. 3: Kuita Jehovha “Mugove Wako” Zvinorevei?—Num. 18:20 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 38

10 min: Mazano Okugovera Magazini Muna January. Kukurukurirana. Kwemasekonzi 30 kusvika kuminiti imwe chete taurai kuti zvii zvichaita kuti magazini acho afarirwe nevanhu mundima yenyu. Zvadaro, muchishandisa nyaya dzinotaura nezvemusoro uri pakavha yeNharireyomurindi, kumbirai vateereri kuti vataure mubvunzo nerugwaro rwavachaverenga zvichaita kuti vanhu vafarire. Itai zvimwe chetezvo nenyaya dzinotaura nezvemusoro uri pakavha yeAwake!, uye kana nguva ichiripo, shandisai imwewo nyaya iri mune imwe yemagazini acho. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Imba yoUmambo Yakachena Inoita Kuti Jehovha Akudzwe. Hurukuro inopiwa nemukuru. Jehovha ndiMwari mutsvene, saka nyaya yokuva vanhu vakachena inokosha kuvanhu vake. (Eks. 30:17-21; 40:30-32) Kana tikaita kuti nzvimbo yedu yatinonamatira irambe yakachena uye ichishanda zvakanaka, Jehovha achakudzwa. (1 Pet. 2:12) Taurai zvakaitika munharaunda yamuri kana kuti zvakabudiswa mumabhuku edu zvinoratidza kuti kuratidzika zvakanaka kweImba yoUmambo kunopa uchapupu munharaunda. Bvunzurudzai hama inoona nezvokuchenesa uye kugadzirisa zvinhu kuti itaure nezveurongwa hwamunahwo paImba yenyu yoUmambo. Kurudzirai vose kuti vachenese uye kugadzirisa Imba yoUmambo.

Rwiyo 127 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe