RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/13 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 2/13 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 25

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 25

Rwiyo 120 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 6 ¶1-6 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mako 5-8 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 135

5 min: “Unofanira Kutodzokera Kumba Here?” Kukurukurirana.

10 min: Shoko Ratinofanira Kuzivisa—“Kupupurira Jesu.” Hurukuro inopiwa zvine upenyu kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, kubva pamusoro muduku uri papeji 275 kusvika panoperera peji 278.

15 min: Jehovha Anotipa Simba Rokuti Tiparidze. (VaF. 4:13) Bvunzurudzai vaparidzi vaviri kana vatatu vanoshingaira pakuparidza pasinei neutano husina kumira zvakanaka. Ndezvipi zvipingamupinyi zvavanosangana nazvo? Chii chinovabatsira kuti vasangoramba vakaora mwoyo? Ungano iri kuvabatsira sei? Kugara vachibuda muushumiri kuri kuvabatsira sei?

Rwiyo 42 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe