RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 September p. 5
  • September 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 September p. 5

September 19-25

MAPISAREMA 135-141

  • Rwiyo 59 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Takaitwa Nenzira Inoshamisa”: (10 min.)

    • Pis 139:14—Kufungisisa mabasa aJehovha kunoita kuti tiwedzere kumutenda (w07 6/15 21 ¶1-4)

    • Pis 139:15, 16—Masikirwo akaitwa muviri womunhu anoratidza uchenjeri hwaJehovha uye simba rake (w07 6/15 22-23 ¶7-11)

    • Pis 139:17, 18—Takasiyana nemhuka nokuti tinokwanisa kutaura uye kufunga (w07 6/15 23 ¶12-13; w06 9/1 16 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 136:15—Vhesi iyi inotibatsira sei kunzwisisa nyaya iri mubhuku raEksodho? (it-1-E 783 ¶5)

    • Pis 141:5—Mambo Dhavhidhi akadzidzei? (w15 4/15 30 ¶10)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 139:1-24

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) wp16.5 16

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp16.5 16—Koka munhu wacho kumusangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 8, mubvunzo 5 ¶2—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 57

  • “Zvausingafaniri Kuita Pakudzidzisa Munhu Bhaibheri”: (15 min.) Kurukurai nevateereri nyaya yacho. Mapedza, varatidzei vhidhiyo inoratidza madzidzisiro akanaka neasina kunaka. Ngavavhure bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? peji 29, ndima 7 kuti vafambirane nezviri muvhidhiyo.Kana yapera, mokurukura navo zvavaona. Yeuchidzai vanenge vaine zvikamu zvevadzidzi kuti kana vakaita zvatadzidza zvichaita kuti vasadya nguva.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr Tsamba Inobva kuDare Rinotungamirira uye chits. 1 ¶1-10

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 30 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe