RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 September p. 2
  • September 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 September p. 2

September 4-10

EZEKIERI 42-45

  • Rwiyo 31 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kunamata Kwakachena Kunotangazve!”: (10 min.)

    • Eze 43:10-12—Chinangwa chetemberi yakaratidzwa Ezekieri chaiva chekuti vaJudha vakanga vakatapwa vapfidze uye vazive kuti kunamata kwakachena kwaizotangazve(w99 3/1 8 ¶3; it-2-E 1082 ¶2)

    • Eze 44:23—Vapristi vaizofanira kudzidzisa vanhu “musiyano wechinhu chisina kuchena nechakachena”

    • Eze 45:16—VaJudha vaizotsigira vatungamiriri vakanga vagadzwa naJehovha (w99 3/1 10 ¶10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 43:8, 9—VaIsraeri vakasvibisa sei zita raMwari? (it-2-E 467 ¶4)

    • Eze 45:9, 10—Jehovha anoda kuti vanhu vaitei kana vachida kufarirwa naye? (it-2-E 140)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 44:1-9

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 77

  • “Nei Uchikoshesa Kunamata Kwakachena?”: (15 min.) Kukurukurirana.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 17 ¶10-18

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 97 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe