RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g00 11/8 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2000
  • Mashoko Akafanana
  • Utano Huri Nani—Pane Gwara Idzva Here?
    Mukai!—2000
  • Nzira Dzokurapa Dzingaitwa Pane Dzakajairika—Nei Vakawanda Vachidzishandisa
    Mukai!—2000
  • Kuongorora Kurapa Kungaitwa Pane Kwakajairika
    Mukai!—2000
  • Kurapa Kwaunosarudza
    Mukai!—2000
Ona Zvimwe
Mukai!—2000
g00 11/8 pp. 1-2

Zviri Mukati

November 8, 2000

Utano Huri Nani Ndezvipi Zvingasarudzwa?

Kukosha kwokurapa kwakajairika uye kurapa kungaitwa pane kwakajairika zvinozivikanwa nhasi. Ndedzipi dzimwe nzira dzokuporesa dzokunonzi kurapa kungaitwa pane kwakajairika? Uye nei vakawanda kwazvo vari kudzishandisa?

3 Utano Huri Nani—Pane Gwara Idzva Here?

4 Nzira Dzokurapa Dzingaitwa Pane Dzakajairika—Nei Vakawanda Vachidzishandisa

6 Kuongorora Kurapa Kungaitwa Pane Kwakajairika

11 Kurapa Kwaunosarudza

13 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . .

Ndinofanira Kuudza Mumwe Munhu Kuti Ndakaora Mwoyo Here?

18 Kununura Kunoshamisa

19 Vanamukoti—Nei Tichivada?

21 Basa Rinokosha Ravanamukoti

31 Kuedza Kubvisa Vatican muUN

32 Nei Kune Kuparara Kwetsika

Nyeredzi Dzinofanira Kudzora Upenyu Hwako Here? 16

Mamiriyoni anotarira kunyeredzi nokuda kwemazano. Ngozi dzacho ndedzipi?

Kutenda Kunoedzwa muPoland 28

Nei murume uyu akatambudzwa uye kusungwa asungwazve mumakumi emakore akatevera Hondo Yenyika II?

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

Anatomy Improved and Illustrated, London, 1723, Bernardino Genga

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe