Zviri Mukati
September 8, 2002
Marara—Achatifushira Here? 3-11
Vanhu vari kuita kuti pave nemarara akawanda zvisina kumboitika kare, zvichikonzera matambudziko makuru kwatinogara. Zvii zvakaita kuti vanhu vade kurasa-rasa zvinhu, uye zvingagadziriswa sei?
3 Kurarama Nevanhu Vanongorasa Zvinhu
9 Mararamiro Aungaita Nevanhu Vanongorasa Zvinhu Kushandisa Mukai! Zvakanaka
3 Nhamba Dzinodzora Upenyu Hwako Here?
6 Unofanira Kutungamirirwa Nenhamba Here?
9 Nhungamiro Yakavimbika Yenguva Yemberi
Zvinotaura Bhaibheri Minyengetero Inonzwiwa naMwari
21 Pakunoita Usiku Iwo Ari Masikati
32 “Ndaifanira Kuziva Zvakawanda”
Tsaona Dzemotokari—Wakachengeteka Here? 12
Dzidza nzira yokukurira zvinhu zviviri zvinonyanya kukonzera tsaona dzemotokari dzinouraya vanhu.
Ndinofanira Kuvhiyiwa Kuti Ndivandudze Runako Rwangu Here? 16
Vechiduku vakawanda vari kuda kuvhiyiwa kuti vawedzere kunaka. Unofanira kuzviisa pangozi kuti uve norunako here?