RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g 3/13 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2013
  • Mashoko Akafanana
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2014
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2013
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2013
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2013
Ona Zvimwe
Mukai!—2013
g 3/13 pp. 1-2

Zviri Mukati

March-April 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA IRI PAKAVHA: KUENDA KUNZE KWENYIKA​—UCHITSVAKA UPENYU HURI NANI 6-9

3 Zvepasi Rino

4 Mazano Okubatsira Mhuri

Zvamungaita Kuti Musapopotedzana

10 Kubvunzurudza

Mugadziri Wezvidhori Zvemabhatiri Anotsanangura Kutenda Kwake

12 Zvakaitika Kare

Plato

14 Zvinotaura Bhaibheri

Vanotambura

16 NdiMwari Akasika Here?

Muswe weChidhambakura

ONA ZVIMWE PAINDANETI

www.pr2711.com

VARI KUYARUKA

VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI . . .

ZVII ZVANDINOFANIRA KUZIVA NEZVEKUTUMIRA MAMESEJI?

Kana ukazviita nouchenjeri kutumirana mameseji kunogona kubatsira kuti ugare uchiziva kuti zvii zviri kuitika kune vamwe. Ukasangwarira mamwe mameseji anogona kukanganisa ushamwari hwako kana kuti mukurumbira wako. Verenga unzwe mazano okuti ndivanaani vaungatumira, zvii zvaunofanira kunyora uye unofanira kuzvitumira nguvai.

(Inowanikwa muChirungu. Tarisa pakanzi BIBLE TEACHINGS/​TEENAGERS)

VANA

Verengai nyaya dzomuBhaibheri. Shandisai nyaya dziri papeji iroro kuti dzibatsire vana venyu kuwedzera ruzivo rwavo nezvevanhu vari muBhaibheri uye kuti vave netsika dzakanaka.

(Inowanikwa muChirungu. Tarisa pakanzi BIBLE TEACHINGS/​CHILDREN)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe