Zviri Mukati
JULY-AUGUST 2013
© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.
NYAYA IRI PAKAVHA: Zvidzivirire Pamabhinya Nematsotsi! 7-10
ONA ZVIMWE PAINDANETI
VARI KUYARUKA
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI . . .
Ndingaitei Kana Ndichirwara? (Chikamu 1)
Yeimy anoti: “Ndakatanga kushandisa wiricheya pandakanga ndava nemakore 11. Handikwanisi kuita mabasa ari nyore akadai sokusimudza zvinhu zvisingamboremi.” Verenga uone kuti Yeimy nevamwe vechiduku vatatu vari kutsungirira sei matambudziko avo ourwere.
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI/ VARI KUYARUKA)
VANA
Verengai nyaya dzomuBhaibheri dzine mifananidzo. Shandisai nyaya dziri papeji iroro kuti mubatsire vana venyu kuwedzera ruzivo rwavo nezvevanhu vari muBhaibheri uye kuti vave netsika dzakanaka.
(Tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI/ VANA)