Zviri Mukati
May-June 2013
© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.
NYAYA IRI PAKAVHA: ZVAUNGAITA KUTI UVE BABA VAKANAKA 3-6
11 Kupedza Mhirizhonga Mudzimba
ONA ZVIMWE PAINDANETI
VARI KUYARUKA
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
Ndingaita Sei Kuti Ndisaverengera Kuita Zvinhu?
Unogara uchinonoka kuita mabasa ako epamba here kana kuti basa raunenge wapiwa kuchikoro? Haufaniri kuverengera kuita mabasa ako! Nyaya ino ichakubatsira kunyange paunoona sokuti wawandirwa nezvokuita, paunonzwa usingadi kuita mabasa acho, kana kuti watogara uine zvakawanda zvokuita.
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI/VARI KUYARUKA)
VANA
Verenga nyaya dzomuBhaibheri dzine mifananidzo. Shandisa nyaya dziri papeji iroro kuti ubatsire vana vako kuwedzera ruzivo rwavo nezvevanhu vari muBhaibheri uye kuti vave netsika dzakanaka.
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI/VANA)