RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp18 nha. 3 p. 16
  • Mwari Anonzwa Sei Nekutambura Kwauri Kuita?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mwari Anonzwa Sei Nekutambura Kwauri Kuita?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • INZWA ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI
  • Bhaibheri Rinotii?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
  • ‘Ane Hanya Newe’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Unogona Kuva Pedyo naMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Bhaibheri Rinotii?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
wp18 nha. 3 p. 16
Vanhu vari kufukunura zvinhu zvasara pabvira moto munzvimbo yavanogara

Mwari anonzwa sei nekutambura kwauri kuita?

Vamwe vanhu vanofunga kuti Mwari haatombooni kutambura kwatinoita uye haana hanya nazvo.

INZWA ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

  • Mwari anozviona uye ane hanya

    “Jehovha akaona kuti kuipa kwomunhu kwakanga kuri kuzhinji panyika . . . , akarwadziwa mumwoyo make.”​—Genesisi 6:5, 6.

  • Mwari achabvisa matambudziko ese

    “Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve; uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo. Asi vanyoro ndivo vachagara nhaka yenyika, uye vachafara kwazvo norugare rukuru.”​—Pisarema 37:10, 11.

  • Zvinodiwa naMwari

    “‘Ndinonyatsoziva pfungwa dzandiri kukufungirai,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘pfungwa dzorugare, kwete dzedambudziko, kuti ndikupei nguva yemberi netariro. Muchandishevedza, mouya, monyengetera kwandiri, uye ini ndichakuteererai.’”​—Jeremiya 29:11, 12.

    ‘Swedera pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo newe.’​—Jakobho 4:8.

Kana uchida kunzwa zvimwe nezvekuti nei Mwari achibvumira kutambura, verenga chidzidzo 26 chebhuku iri, Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha uye rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe