RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/06 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
km 2/06 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Feb. 15

“Kudai maigona kusarudza mumwe munhu kuti atonge nyika, maizosarudza ani? [Rega apindure.] Magazini ino yeNharireyomurindi inotaura zvinhu zvinopupurira Mesiya, uyo Mwari akasarudza kuti atonge nyika. Inotsanangurawo kuti kutonga kwake kucharevei kuvanhu.” Verenga Isaya 9:6, 7.

Awake! Feb.

“Nhasi vanhu vanonamata vanamwari vakawanda. Zvisinei, onai zvakataurwa naJesu mumunyengetero nezvaBaba vake vokudenga. [Verenga Johani 17:3.] Kana kuina Mwari mumwe chete wechokwadi, zvakadini nevamwe vanamwari vose? [Rega apindure.] Nyaya ino inoratidza zvinotaura Bhaibheri.” Muratidze nyaya iri pamapeji 28-9.

Nharireyomurindi Mar. 1

“Vanhu vakawanda anobvuma kuti tinofanira kudanana, sezvakarayirwa naJesu murugwaro urwu. [Verenga Johani 13:34, 35.] Zvisinei, ndokupi kwatingawana vanhu vari kushandisa zvakadzidziswa naJesu muupenyu hwavo? [Rega apindure.] Magazini ino inotaura kuti tingaziva sei vaKristu vechokwadi nhasi.”

Awake! Mar.

“Rudo runokosha kuti tifare uye tigare zvakanaka. Asi, kune vanhu vakawanda, zvakaoma kuwana rudo rwechokwadi. Munofunga kuti nei zvakadaro? [Rega apindure.] Imwe nzira yokuwana nayo rudo rwechokwadi ndeyokudzidza kuratidza vamwe rudo rusina udyire. Magazini ino inotaura kuti izvozvo zvinosanganisirei.” Verenga 1 VaKorinde 13:4-7.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe