RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/07 p. 4
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
km 5/07 p. 4

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi May 15

“Maizopindura sei mubvunzo uyu? [Verenga mubvunzo uri pabutiro. Zvadaro rega apindure.] Bhaibheri rinotipa chikonzero chokuva netariro. [Verenga Mateu 6:9, 10.] Magazini ino inotsanangura zvichaita Umambo hwaMwari kuti kuda kwaMwari kuitwe panyika.”

Awake! May

“Munofunga kuti zviito zvedu uye kuguma kwedu zvakagara zvasarudzwa naMwari here? [Rega apindure.] Maererano nendima iyi yeBhaibheri, Mwari anobvumira kuti vanhu vasarudze mararamiro avanoda. [Verenga Dheuteronomio 30:19.] Nyaya iyi inoratidza kuti Bhaibheri rinotii pamusoro penyaya yacho.” Ratidza nyaya inotangira papeji 12.

Nharireyomurindi June 1

“Rinenge zuva rimwe nerimwe tinonzwa mashoko pamusoro pevaya vanoita mabasa akaipa. [Taura muenzaniso unozivikanwa munzvimbo yacho.] Makambozvifunga here kana paine muvengi akaipa asingaoneki ari kutsausa vanhu? [Rega apindure. Zvadaro verenga Zvakazarurwa 12:12.] Magazini ino inotsanangura kuti tingazvidzivirira sei.”

Awake! June

“Ndingada kuziva zvamunofunga pamusoro pezviri kutaurwa apa. [Verenga 1 Timoti 6:10.] Munofunga kuti vaya vanoraramira kutsvaka mari nepfuma vanozoguma nokutambura here? [Rega apindure.] Magazini ino inotsanangura migumisiro yakaipa yokutsvakisisa pfuma.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe