RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/07 p. 4
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
km 6/07 p. 4

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi June 15

“Makambozvicherechedza here kuti vakawanda nhasi vari kuzvisarudzira tsika dzavanoti ndidzo dzakanaka uye dzakaipa? [Rega apindure.] Onai muenzaniso wetsika dzisingachinji dziri muBhaibheri. [Verenga rugwaro ruri mubhokisi riri pamapeji 6-7.] Magazini ino inotsanangura kubatsirwa kwatinoitwa nokushandisa tsika dziri muBhaibheri.”

Awake! June

“Tose tinoda mari kuti tirarame. Munofunga kuti zvinoita here kuti munhu azvidye mwoyo nokuti anoda kuita mari? [Rega apindure.] Onai zvinotaurwa apa nezvemigumisiro yokunyanyotsvaka pfuma. [Verenga 1 Timoti 6:10.] Magazini ino ine mazano anobatsira okuti tingararama sei upenyu huri nyore nemari shoma.”

Nharireyomurindi July 1

“Makambofunga here kuti nei vanhu vasingabatwi zvakanaka nokuti ndevorudzi rwakasiyana kana kuti vanotaura mumwe mutauro? [Rega apindure.] Onai chikonzero chinopiwa pano. [Verenga 1 Johani 4:20.] Magazini ino inopindura mubvunzo wokuti, Marudzi achazombobatana here?”

Awake! July

“Kusiyana nemhuka dzinoita zvinhu nemasikirwo adzakaitwa, vanhu vane mano okusarudza tsika dzavachararama nadzo. Munofunga kuti tingawana kupi nzira yakavimbika yokutitungamirira? [Rega apindure. Zvadaro verenga Pisarema 119:105.] Magazini ino inotsanangura kutungamirira kunokosha kunowanikwa muBhaibheri.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe