RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/08 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
km 6/08 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi June 1

“Munofunga kuti zvitendero zvose zvinofadza Mwari here? [Rega apindure.] Zvinobatsira kuona zvakataurwa naMwari vaIsraeri pavakatanga kutevedzera manamatiro emarudzi aive akavapoteredza. [Verenga Ezekieri 6:6.] Nyaya iyi inopindura mubvunzo unoti, ‘Zvine Basa Here Kuti Tinonamata Sei Mwari?’” Taura nyaya inotangira papeji 9.

Awake! June

“Hapana mubvunzo kuti munobvuma kuti nguva yokuyaruka inonyanya kutambudza vose vana nevabereki. Munofunga kuti kutevedzera zano iri kungabatsira vabereki paunyanzvi hwavo hwokurera here? [Verenga Jakobho 1:19. Zvadaro rega apindure.] Muchafarira mazano eBhaibheri anobatsira ari mumagazini ino.”

Nharireyomurindi July 1

“Tose tinorwadziwa nokufirwa nehama dzedu. Panguva dzakadaro, munofunga kuti Bhaibheri ringabatsira here? [Rega apindure. Zvadaro verenga Pisarema 55:22.] Magazini ino inopa mamwe emazano anobatsira anowanika muBhaibheri.”

Awake! July

“Vanhu vakaroorana vane zvinetso zviri kuramba zvichiwedzera, uye vakawanda vari kurambana. Munofunga kuti kutevedzera zano iri kungaita kuti imba imire here? [Verenga Zvirevo 12:18. Zvadaro rega apindure.] Magazini ino inotaura zvinhu zviri muBhaibheri zvinogona kubatsira vakaroorana kuti vasimbise ukama hwavo.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe