RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/11 p. 4
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 7/11 p. 4

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Mugovera Wokutanga Muna August

“Vanhu vanoenda kuzvitendero zvakasiyana-siyana uye vanonamata Mwari nenzira dzakasiyana. Munofunga kuti Mwari anozviona sei? [Rega apindure.] Onai zvakadzidziswa naJesu panyaya iyi.” Ipa saimba Nharireyomurindi yaAugust 1 uye kurukurai mose mashoko ari pasi pekamusoro kekutanga kari papeji 16 uye rimwe remagwaro aripo. Govera magazini acho ari maviri uye ronga kuzodzoka kuti muzokurukura mubvunzo unotevera.”

NHARIREYOMURINDI August 1

“Vana vanofanira kudzidziswa nezvaMwari vachiri vaduku here, kana kuti vanofanira kumbosiyiwa kusvikira vakura kuti vazvisarudzire zvavanoda panyaya dzokunamata? [Rega apindure.] Onai kuti Bhaibheri rinotii kuna vanababa. [Verenga VaEfeso 6:4.] Magazini ino inopa mazano okuti vabereki vangadzidzisa sei vana vavo nezvaMwari.”

Awake! August

“Munotiwo chii nerugwaro urwu? [Verenga 1 Samueri 16:23.] Izvi zvinoratidza kuti nziyo dzine simba. Munofunga kuti zvinoita here kuti dzimwe nziyo dzitikanganise? [Rega apindure.] Magazini ino inotsanangura zvatingaita kuti tisarudze nziyo nokuchenjera uye kubatsira kwatingaita vana vedu kuitawo saizvozvo.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe