KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvibereko Zvekuparidza Nezvingoro Pasi Rese
Mabasa chitsauko 5 inoratidza kuti vaKristu vepakutanga vaienda kutemberi, uko kwaiwanika vanhu vakawanda, kuti vanoparidza mashoko akanaka. (Mab 5:19-21, 42) Mazuva ano, kuparidza nezvingoro munzvimbo dzinowanika vanhu vakawanda kuri kubudirira.
ONA VHIDHIYO INONZI ZVIBEREKO ZVEKUPARIDZA NEZVINGORO PASI RESE, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:
Kuparidza nezvingoro kwakatanga rini uye sei?
Nei kuparidza nechingoro kuchibatsira kupfuura kuparidza netafura?
Tinodzidzei kubva pane zvakaitika kuna Mi Jung You?
Zvakaitika kuna Jacob Salomé zvinoratidza sei kuti kuparidza nechingoro kunobatsira?
Zvakaitika kuna Annies nemurume wake zvinotidzidzisei patinoparidza nechingoro?