RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 July p. 7
  • Jehovha Anodzivirira Vanhu Vake

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anodzivirira Vanhu Vake
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Kutenda Kwechokwadi Pakati Penhamo
    Mukai!—2000
  • Basa Riri Kuitwa kuWarwick Rava Papi
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Bhaibheri Rinotii?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
  • Zvakaitika Gore Rakapera
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 July p. 7

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anodzivirira Vanhu Vake

Baba nemwana vechiIsraeri vachisasa ropa pamagwatidziro esuo reimba yavo.

Paseka yekutanga yaikosha zvikuru. Usiku hwacho, Farao paakaziva kuti dangwe rake rainge rafa, akaudza Mozisi kuti: “Simukai mubve pakati pevanhu vangu, mese nevamwe vaIsraeri. Endai munoshumira Jehovha sezvamakataura.” (Eks 12:31) Jehovha akaratidza kuti anodzivirira vanhu vake.

Patinotarisa nhoroondo yevanhu vaJehovha zviri pachena kuti Jehovha ari kuramba achivatungamirira nekuvadzivirira. Izvi zvinoratidzwa mumiziyamu inonzi “Vanhu Vezita raJehovha” iri kumahofisi edu makuru.

ONA VHIDHIYO INONZI KUSHANYIRA MIZIYAMU IRI KUWARWICK: “VANHU VEZITA RAJEHOVHA,” WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mapikicha ari kuratidza firimu rinonzi ‘Photo-Drama of Creation.’

    Kutanga muna 1914, chii chakashandiswa neVadzidzi veBhaibheri kuti vasimbise kutenda kwavo muBhaibheri, uye vakabatsirwa zvakadii?

  • Mapikicha ari kuratidza hama dzakasungwa muna 1918.

    Miedzo ipi yakavapo muna 1916 na1918, uye chii chairatidza kuti Jehovha aitungamirira sangano rake?

  • Miziyamu iri kuratidza mapikicha ehama nehanzvadzi dzakasungirwa kutenda kwadzo. Nechemberi kune mapikicha ari kuratidza paradhiso.

    Vanhu vaJehovha vakaramba sei vakavimbika kunyange pavaipikiswa?

  • Miziyamu ine zvinhu zvaishandiswa pakuparidza mumakore ekuma1930 uye kuma1940.

    Ichokwadi chipi chakanzwisiswa nevanhu vaJehovha muna 1935, uye chakaita kuti vanzwe sei?

  • Chii chawaona muvhidhiyo chaita kuti uve nekutenda kwakasimba kuti Jehovha ari kutungamirira nekudzivirira vanhu vake?

Kuti uwane mashoko ekuti ungashanyira sei miziyamu iyi, enda pajw.org® wobaya pakanzi “Nezvedu” wozoenda pakanzi “Mahofisi Uye Kuratidzwa Zvinoitwapo”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe