PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ungaitei Kuti Ukomborerwe naJehovha?
Ramba vanamwari vasina zvavanobatsira (Re 26:1; w08 4/15 4 ¶8)
Namata Jehovha nenzira yaanoda (Re 26:2; it-1-E 223 ¶3)
Teerera mirayiro yake (Re 26:3, 12; w91 3/1 17 ¶10)
Panguva yevaIsraeri, vaya vaiteerera mitemo yaJehovha vaiva nerugare naye uye vaiwana mamwe makomborero akawanda.
Pazvinhu zvinotevera ndezvipi zvauri kuwana nekuti Jehovha ari kukukomborera?
Ruzivo rwakarurama rweBhaibheri
Kugadzikana mupfungwa
Kuva nemhuri inofara
Tariro yeramangwana