PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ramba Uchiyeuka Kuti Nguva Yapera
Jehovha akaita makore achiyambira vaJudha kuti kana vakaramba vachiita zvinhu zvakaipa aizovaramba (2Mad 24:2, 3; w01 2/15 12 ¶2)
Jehovha akashandisa vaBhabhironi kuparadza Jerusarema muna 607 B.C.E. (2Mad 25:8-10; w07 3/15 11 ¶10)
Jehovha akaponesa vanhu vakateerera yambiro yake (2Mad 25:11)
Jehovha ava nemakumi emakore achipa yambiro yekuti achaparadza “vanhu vasingadi Mwari.”—2Pe 3:7.
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinoshandisa mukana wese here wandinowana kuti ndiudzewo vamwe zvavangaita kuti vazopona?’—2Ti 4:2.