Zviri Mukati
July 15, 2011
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
August 29, 2011–September 4, 2011
Jehovha Anokuda—Uchafamba Sezvaari Kukurayira Here?
PEJI 10
September 5-11, 2011
Jehovha Ari Kutinyevera Zvakajeka—Uchateerera Here?
PEJI 15
September 12-18, 2011
PEJI 24
September 19-25, 2011
Wakapinda Muzororo raMwari Here?
PEJI 28
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 10-19
Jehovha anotinyevera norudo nezvezvinhu zvakaipa zvinogona kutibvisa munzira inoenda kuupenyu husingaperi. Nyaya mbiri idzi dzinokurukura zvinhu zvitanhatu zvakaipa uye kuti tingaita sei kuti zvisatitsausa.
NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 24-32
Bhaibheri rinotaura kuti pashure pokusika munhu, Jehovha “akazorora” pazuva rechinomwe. (VaH. 4:4) Nyaya yokutanga ichatsanangura chinangwa chezororo raMwari uye kuti nei richikosha kwatiri. Yechipiri icharatidza nzira dzatingaratidza nadzo kuti takapinda muzororo raJehovha.
DZIMWEWO NYAYA
3 Kusuma Magazini yeChirungu Chisina Kuoma
4 Kukunda Mumatare Kwevanhu vaMwari!
20 Ndaitya Rufu Asi Iye Zvino Ndamirira Upenyu Husingaperi