Zviri Mukati
June 15, 2015
© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
JULY 27, 2015–AUGUST 2, 2015
PEJI 3 • NZIYO: 14, 109
AUGUST 3-9, 2015
PEJI 8 • NZIYO: 84, 99
AUGUST 10-16, 2015
PEJI 13 • NZIYO: 83, 57
AUGUST 17-23, 2015
Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso—Chikamu 1
PEJI 20 • NZIYO: 138 Jehovha Ndiro Zita Renyu (rwiyo rwutsva), 89
AUGUST 24-30, 2015
Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso—Chikamu 2
PEJI 25 • NZIYO: 22, 68
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Kristu—Simba raMwari
▪ Aida Vanhu
Nyaya idzi dzinotaura nezvezvishamiso zvaJesu uye dzinotidzidzisa kuva vanhu vane rupo uye kuti tibatsire vamwe. Dzinotaurawo nezveunhu hwakanaka chaizvo hwaJesu. Tichanzwawo nezvezvishamiso zvichaitika pasi rose munguva pfupi iri kuuya.
▪ Tinogona Kuramba Takachena
Hazvisi nyore kuramba takachena munyika ino ine tsika dzakaora. Nyaya ino inoratidza kuti ushamwari hwedu naJehovha, mazano ari muShoko rake uye kubatsirwa kwatinoitwa nevamwe vaKristu vakasimba pakunamata, zvinotibatsira sei kuti tirwise pfungwa dzisina kuchena uye titeerere mitemo yaJehovha.
▪ Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso—Chikamu 1
▪ Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso—Chikamu 2
Patinonyengetera, hatidzokorori mashoko ari mumunyengetero waJesu womuenzaniso, asi tinowana zvidzidzo zvinokosha muzvikumbiro zviri mumunyengetero uyu. Nyaya idzi dzinoratidza kuti tingaita sei kuti mararamiro edu aenderane nezvikumbiro izvi.
DZIMWEWO NYAYA
KAVHA: Zvimwe Zvapupu zvinoshandisa zvikepe kuti zvinoparidzira vanhu vanogara muzvitsuwa zvinonzi Bocas del Toro zviri pedyo nemahombekombe ekuchamhembe kwakadziva kumadokero kwePanama. Zvapupu izvi zvinoparidzirawo vamwe vanhu veko mumutauro weNgabere
PANAMA
VAGARI VEMO
3 931 000
VAPARIDZI
16 217
MAPIYONA ENGUVA DZOSE
2 534
Muungano 309 dzokuPanama, mune mapiyona chaiwo anopfuura 180. Vaparidzi vanenge 1 100 vanoshumira muungano 35 nemapoka 15 uye vanoshandisa mutauro weNgabere. Vaparidzi vanoda kusvika 600 vanoshumira muungano 16 nemapoka 6 uye vanoshandisa Mutauro Wemasaini wokuPanama