Purogramu Yevhiki yaMarch 16
VHIKI INOTANGA NAMARCH 16
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
lv-CA chits. 2 ¶12-21, bhokisi riri pap. 24
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 43-46
Nha. 1: Genesisi 44:1-17
Nha. 2: Simba raJesu Pamadhimoni (lr-CA chits. 10)
Nha. 3: Uprofita hweBhaibheri Hwakaratidza Kuvimbika Zvikuru (rs-CA p. 86 ¶3-p. 87 ¶3)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Jehovha Anozivikanwa Nezita Rake. Hurukuro ine upenyu inobva mubhuku reChikoro Choushumiri papeji 274, ndima 2-5.
10 min: Nyatsoshandisa Bhuku Regore ra2009. Hurukuro uye kukurukura nevateereri. Kurukurai “Tsamba Inobva Kudare Rinodzora” iri papeji 3 yeBhuku Regore. Rongai pachine nguva kuti vaparidzi vatsanangure muchidimbu zvakaitika zviri muBhuku Regore zvakavakurudzira. Kumbirai vateereri kuti vataure zvimwe zvakavabaya mwoyo zviri pamushumo wenyika yose. Pedzisai nokukurudzira vose kuti vaverenge Bhuku Regore rose zvaro.
10 min: “Kushandisa Kwatingaita Bhuku Rinonzi ‘Rudo rwaMwari’ Kudzidzisa Vanhu Bhaibheri.” Taurai mashoko ekusuma kweisingapfuuri miniti imwe, mobva makurukura nemibvunzo nemhinduro.