Purogiramu Yevhiki yaFebruary 27
VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 27
Rwiyo 135 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 17 ¶8-14, bhokisi riri pap. 137 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Isaya 63-66 (10 min.)
Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zviziviso. Muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4, enzanisirai kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei musi weMugovera wokutanga waMarch.
20 min: Batsira Vaya Vasingatendi Bhaibheri. Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, mapeji 43-46. Ivaiwo nemuenzaniso mumwe chete kana miviri.
5 min: “Nharireyomurindi Yokudzidza yeChirungu Chisina Kuoma.” Hurukuro.
Rwiyo 100 Nemunyengetero