RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/12 p. 4
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 2/12 p. 4

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Mugovera Wokutanga Muna March

“Vanhu vakawanda vanopemberera kuzvarwa kwaJesu, asi imi munofunga kuti zvinokosha here kuyeuka kufa kwake?” [Rega apindure.] Zvadaro ipa saimba Nharireyomurindi yaMarch 1 mokurukura mashoko ari pasi pekamusoro kekutanga kari papeji 16, moverenga runenge rugwaro rwumwe chete pane aripo. Rongai kuti muzodzoka mokurukura mubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi March 1

“Kune machechi nemasangano akawanda anotenda zvinhu zvakasiyana-siyana. Munofunga kuti munhu wose anoti muKristu, muKristu zvechokwadi here? [Rega apindure.] Kubva pane zvakataurwa naJesu, ichi ndicho chiratidzo chevaKristu vechokwadi. [Verenga Johani 13:34, 35.] Magazini ino inokurukura zvinhu zvishanu zvakataurwa naJesu zvinotibatsira kuziva vateveri vake vechokwadi.”

Awake! March

“Pane zvinhu zvinoshungurudza zviri kuitika zvatiri kukurukura nevamwe. Zvinoratidza kuti mazuva ano vanhu vari kuwedzera kuva nehasha uye havatani kugumbuka. Munofunga kuti zviri kukonzerwa nei? [Rega apindure.] Imboonai zvinotaurwa neBhaibheri nezvehasha. [Verenga Pisarema 37:8.] Magazini ino inoratidza zvimwe zvinoita kuti vanhu vawedzere kuva nehasha mazuva ano uye zvingaitwa kuti tidzore hasha dzedu.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe