RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/12 p. 5
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 29
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 29
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 10/12 p. 5

Purogiramu Yevhiki yaOctober 29

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 29

Rwiyo 13 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 28 ¶16-22 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Hosiya 8-14 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 108

15 min: “Zvaungaita Kuti Ubatsirwe Nokupinda Muboka Rako Rokuparidzira.” Mibvunzo nemhinduro. Pamunenge mava kukurukura bhokisi riri papeji 6, bvunzai kwenguva pfupi mumwe munhu ane pamba panoitirwa musangano wokuparidzira. Zvii zvaanoita kuti agadzirire kuti pamba pake paitirwe musangano uyu vhiki imwe neimwe? Nei achifara neropafadzo yekuti pamba pake paitirwe misangano iyi?

15 min: “Nzira Shanu Dzokuti Uwane Munhu Wokudzidza Naye Bhaibheri.” Mibvunzo nemhinduro. Kana mapedza kukurukura ndima 6, kumbirai vaya vakaitisa zvidzidzo zveBhaibheri zvinobudirira kuti vataure nezvemufaro wavakawana.

Rwiyo 122 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe