Purogiramu Yevhiki yaSeptember 14
VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 14
Rwiyo 50 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 30 ¶10-18 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Madzimambo 16-18 (8 min.)
Nha. 1: 2 Madzimambo 17:12-18 (3 min. zvichidzika)
Nha. 2: Ungaita Sei Kuti Unyatsobatsirwa Nekuverenga Bhaibheri?—igw p. 32 (5 min.)
Nha. 3: Tingaziva Sei Chitendero Chechokwadi?—td 4A (5 min.)
Musangano Webasa:
Dingindira Remwedzi Uno: ‘Pupurira kwazvo mashoko akanaka.’—Mabasa 20:24.
10 min: ‘Pupurira Kwazvo Mashoko Akanaka.’ Hurukuro inobva padingindira remwedzi uno uye mubhuku raKupupurira Kwazvo, chitsauko 1, ndima 1-11.—Mabasa 20:24.
20 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidza Mundima Yebhizimisi.” Kukurukurirana. Ivaiwo nemienzaniso miviri. Mune wekutanga, muparidzi anoratidza kuti haanzwisisi paanenge achiedza kuparidzira munhu webhizimisi. Mune wechipiri, muparidzi anoita zvaamboita asi iye zvino, achiratidza kuti anonzwisisa. Kana mapedza, itai kuti vateereri vataure kuti sei muenzaniso wechipiri wabatsira.
Rwiyo 96 Nemunyengetero