January 27–February 2
GENESISI 9-11
Rwiyo 101 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Nyika Yese Yakanga Iine Mutauro Mumwe Chete”: (10 min.)
Ge 11:1-4—Vamwe vanhu vakasarudza kuvaka guta uye shongwe vachipikisa zvaidiwa naMwari (it-1-E 239; it-2-E 202 ¶2)
Ge 11:6-8—Jehovha akavhiringidza mutauro wavo (it-2-E 202 ¶3)
Ge 11:9—Vanhu vakarega kuvaka guta racho uye vakapararira nenyika yese (it-2-E 472)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 9:20-22, 24, 25—Chii chingava chakaita kuti Noa atuke Kenani pane kutuka Hamu? (it-1-E 1023 ¶4)
Ge 10:9, 10—Nimrodhi aiva “muvhimi ane simba aipesana naJehovha” pakudii? (it-2-E 503)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 10:6-32 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Chii chinoratidza kuti vaparidzi ava vakagadzirira pamwe chete vasati vadzokera zvekare? Hama yacho yasuma sei bhuku riri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa ichibva yatanga kudzidza nemunhu Bhaibheri?
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira yepaunodzokera kechipiri wobva watanga kudzidza naye Bhaibheri uchishandisa bhuku rinonzi Bhaibheri Rinotidzidzisei? (th chidzidzo 2)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Iva Mushandi Ane Unyanzvi”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 101
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 56 Nemunyengetero