Zviri Mukati
September 8, 2000
Kuona Zvisingaonekwi Nemaziso Ako
Zvinhu zvizhinji hazvionekwi neziso redu riri roga. Chii chinoratidzwa nokutarira mune zvisingawanzoonekwi nevanhu? Upenyu hwako hunochinjwa sei?
3 Zvisingaonekwi Neziso Riri Roga
5 Kutarisisa Mune Zvisingaoneki—Chii Chinoratidzwa?
10 Unoona Zvisingaonekwi Nemaziso Ako Here?
12 Kuedza Kwandakaita Kuita Zvisarudzo Zvakanaka
19 Kubva kuOlympia Kuenda kuSydney
20 Vavariro Dzakanaka dzeOlympic Dzava Pamakakatanwa
31 Chinobatsira Kupedza Misikanzwa Yepwere
32 Utsinye Hwakanyanya Hwomunhu—Huchazomboguma Here?
Ndingabata sei Nokunetswa Nevane Mesomeso? 16
Pwere yechiKristu ingabata sei nokunetsa uku kunoshatirisa? Pane nzira ipi neipi here yokukudzivisa?
[Mufananidzo uri papeji 2]
Vasayendisiti vanoongorora kuvapo kwezvinhu zviri mukati meatomu