RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 46
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Uprofita pamusoro peIjipiti (1-26)

        • Ijipiti ichakundwa naNebhukadhinezari (13, 26)

      • Zvinhu zvichaitirwa Israeri (27, 28)

Jeremiya 46:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:10

Jeremiya 46:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 25:15, 19; Eze 29:2; 32:2
  • +2Mak 35:20
  • +2Mad 23:36; Jer 25:1; 36:1

Jeremiya 46:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Nhoo iyi yaiwanzotakurwa nevanopfura neuta.

Jeremiya 46:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:7

Jeremiya 46:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 29:3; 32:2

Jeremiya 46:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 27:2, 10
  • +Ge 10:6, 13; Eze 30:4, 5
  • +Isa 66:19

Jeremiya 46:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:7

Jeremiya 46:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 37:25; Jer 8:22
  • +Eze 30:21

Jeremiya 46:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 32:9

Jeremiya 46:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 43:10; Eze 29:19; 30:10

Jeremiya 46:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muMemfisi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 44:1; Eze 29:10; 30:6
  • +Jer 43:4, 7; Eze 30:18

Jeremiya 46:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nguva yakasarudzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 29:3

Jeremiya 46:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, aizokunda Ijipiti.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:17, 22; Vat 4:6; Pis 89:12
  • +1Mad 18:42

Jeremiya 46:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Memfisi.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Ichava dongo risina chinhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 32:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2003, p. 32

Jeremiya 46:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 46:5, 15

Jeremiya 46:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kutsvaga huni.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 11

Jeremiya 46:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 30:10

Jeremiya 46:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Tebhesi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Na 3:8
  • +Eze 30:14
  • +Eks 12:12; Isa 19:1; Jer 43:12, 13
  • +Jer 17:5; 42:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2003, p. 32

Jeremiya 46:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yavo.”

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 43:10, 11; Eze 32:11
  • +Eze 29:13, 14

Jeremiya 46:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 41:13; 43:1, 2; 44:2
  • +Isa 11:11; Jer 50:19; Eze 39:27; Amo 9:14; Zef 3:20
  • +Jer 23:3, 6; 30:10, 11

Jeremiya 46:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndichakururamisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 25:9
  • +Jer 5:10; Amo 9:8
  • +Jer 10:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zivo, p. 148

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 46:1Jer 1:10
Jer. 46:2Jer 25:15, 19; Eze 29:2; 32:2
Jer. 46:22Mak 35:20
Jer. 46:22Mad 23:36; Jer 25:1; 36:1
Jer. 46:62Mad 24:7
Jer. 46:8Eze 29:3; 32:2
Jer. 46:9Eze 27:2, 10
Jer. 46:9Ge 10:6, 13; Eze 30:4, 5
Jer. 46:9Isa 66:19
Jer. 46:102Mad 24:7
Jer. 46:11Ge 37:25; Jer 8:22
Jer. 46:11Eze 30:21
Jer. 46:12Eze 32:9
Jer. 46:13Jer 43:10; Eze 29:19; 30:10
Jer. 46:14Jer 44:1; Eze 29:10; 30:6
Jer. 46:14Jer 43:4, 7; Eze 30:18
Jer. 46:17Eze 29:3
Jer. 46:18Jos 19:17, 22; Vat 4:6; Pis 89:12
Jer. 46:181Mad 18:42
Jer. 46:19Eze 32:15
Jer. 46:21Jer 46:5, 15
Jer. 46:24Eze 30:10
Jer. 46:25Na 3:8
Jer. 46:25Eze 30:14
Jer. 46:25Eks 12:12; Isa 19:1; Jer 43:12, 13
Jer. 46:25Jer 17:5; 42:14
Jer. 46:26Jer 43:10, 11; Eze 32:11
Jer. 46:26Eze 29:13, 14
Jer. 46:27Isa 41:13; 43:1, 2; 44:2
Jer. 46:27Isa 11:11; Jer 50:19; Eze 39:27; Amo 9:14; Zef 3:20
Jer. 46:27Jer 23:3, 6; 30:10, 11
Jer. 46:28Jer 25:9
Jer. 46:28Jer 5:10; Amo 9:8
Jer. 46:28Jer 10:24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 46:1-28

Jeremiya

46 Iri ndiro shoko raJehovha rakauya kumuprofita Jeremiya pamusoro pemarudzi:+ 2 NezveIjipiti,+ pamusoro peuto raFarao Neko+ mambo weIjipiti, uyo aiva pedyo neRwizi rwaYufratesi uye akakundwa paKakemishi naMambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi mugore rechina raJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo weJudha:

 3 “Gadzirirai nhoo dzenyu diki* nenhoo huru,

Muende kuhondo.

 4 Sungai mabhiza mutasve, imi vatasvi vemabhiza.

Mirai munzvimbo dzenyu uye pfekai ngowani.

Penyesai mapfumo uye pfekai nguo dzenyu dzesimbi.

 5 ‘Nei ndichivaona vachivhunduka?

Vari kudzoka shure, varwi vavo vakundwa.

Varohwa nehana vakatiza, varwi vavo havana kutendeuka.

Kumativi ese kuri kutyisa zvikuru,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

 6 ‘Vaya vanomhanya chaizvo havasi kugona kutiza, uye varwi havasi kugona kupukunyuka.

Kuchamhembe, pedyo neRwizi rwaYufratesi,

Vagumburwa vakadonha.’+

 7 Ndiani uyo ari kuuya seRwizi rwaNire,

Senzizi dzine mvura isina kugadzikana?

 8 Ijipiti inouya seRwizi rwaNire,+

Senzizi dzine mvura isina kugadzikana,

Uye inoti, ‘Ndichaenda ndofukidza nyika.

Ndichaparadza guta nevaya vari kugara mariri.’

 9 Endai imi mabhiza!

Mhanyai kwazvo imi ngoro!

Varwi ngavaende mberi,

Kushi naPuti, vanoshandisa nhoo,+

NevaRudhimu,+ vanoshandisa uta uye vanohukombamisa.+

10 “Zuva iroro nderaChangamire Ishe, Jehovha wemauto, zuva rekutsiva, rekuti atsive mhandu dzake. Uye bakatwa richadya roguta, uye richaguta neropa ravo, nekuti Changamire Ishe, iye Jehovha wemauto ane chibayiro munyika yekuchamhembe pedyo neRwizi rwaYufratesi.+

11 Enda kuGiriyedhi unotora bharisamu,+

Haiwa iwe mhandara yeIjipiti.

Wakazvirapa nemishonga yakawanda asi hazvina kubatsira,

Nekuti hapana mushonga unokurapa.+

12 Marudzi anzwa nezvekuzvidzwa kwako,+

Uye kuchema kwako kwazadza nyika.

Nekuti murwi ari kupiringishana nemumwe murwi,

Vese vowira pasi.”

13 Iri ndiro shoko rakaudzwa muprofita Jeremiya naJehovha pamusoro pekuuya kwaMambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi kuzorwisa nyika yeIjipiti:+

14 “Zvitaurei muIjipiti, zvizivisei muMigdhori.+

Uye zvizivisei muNofi* nemuTapanhesi.+

Itii, ‘Mirai munzvimbo dzenyu mugadzirire,

Nekuti bakatwa richaparadza kumativi ako ese.

15 Nei varume vako vane simba vakukurwa?

Havana kumira vakasimba,

Nekuti Jehovha avawisira pasi.

16 Vari kugumburwa vari vazhinji, vachiwira pasi.

Vari kutaurirana vachiti:

“Simuka! Ngatidzokere kuvanhu vekwedu uye kumusha kwedu

Nemhaka yebakatwa rine utsinye.”’

17 Ikoko vakazivisa kuti,

‘Farao mambo weIjipiti anongovawo ruzha rusina maturo

Uye atambisa mukana.’*+

18 ‘Neupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaurwa naMambo, ane zita rekuti Jehovha wemauto,

‘Achapinda* seTabhori+ riri pakati pemakomo

Uye seKameri+ riri pedyo negungwa.

19 Rongedza mukwende wako kuti uende kuutapwa,

Iwe mwanasikana ari kugara muIjipiti.

Nekuti Nofi* ichava chinhu chinotyisa;

Ichapiswa nemoto,* yosara isina anogaramo.+

20 Ijipiti yakaita setsiru rakanaka kwazvo,

Asi nhunzi dzinoruma dzichauya kuzoirwisa dzichibva kuchamhembe.

21 Varwi vayo vayakatenga vakaita semhuru dzakakodzwa,

Asi naivowo vatendeuka vakatiza pamwe chete.

Vatadza kuramba vakamira,+

Nekuti zuva redambudziko ravo ravasvikira,

Iyo nguva yekutongwa kwavo.’

22 ‘Ruzha rwayo rwakaita serwenyoka iri kuzvonyongoka,

Nekuti vari kuivinga nesimba, vaine matemo,

Sevarume vari kutema miti.*

23 Vachatema sango rayo,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘kunyange zvazvo raiita serisingapindiki.

Nekuti vakawanda chaizvo kupfuura mhashu uye havaverengeki.

24 Mwanasikana weIjipiti achanyadziswa.

Achaiswa mumaoko evanhu vekuchamhembe.’+

25 “Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: ‘Iye zvino ndiri kufunga nezvaAmone+ wekuNo,*+ nezvaFarao, nezveIjipiti, navanamwari vayo+ nemadzimambo ayo, iye Farao nevaya vese vanovimba naye.’+

26 “‘Ndichavaisa mumaoko evaya vari kutsvaga kuvauraya,* kuna Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi+ nevashandi vake. Asi pashure paizvozvo ichagarwa sezvayaimboitwa,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+

27 ‘Asi iwe mushumiri wangu Jakobho, usatya,

Uye usavhunduka, haiwa iwe Israeri.+

Nekuti ndichakuponesa ndichikubvisa kure

Uye vana* vako ndichivabvisa kunyika yavari nhapwa.+

Jakobho achadzoka ogara zvakanaka, pasina chinomunetsa,

Pasina anovatyisa.+

28 Saka usatya, iwe mushumiri wangu Jakobho,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘nekuti ndinewe.

Ndichaparadza marudzi ese andakakuparadzira kwaari,+

Asi iwe handizokuparadzi.+

Ndichakuranga* zvakafanira,+

Uye handizombokuregi usina kurangwa.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe