Zviri Mukati
August 8, 2000
Kuita Zvemidzimu—Kunobatsira Here Kana Kuti Kunokuvadza? 3-8
Nei vanhu vazhinji kwazvo kupota pasi rose vakatanga kuita zvemidzimu? Kune ngozi here? Kana zvakadaro, ungazvidzivirira pachako sei?
3 Nei Paine Kufarira Kuita Zvemidzimu Kwakapararira?
4 Nei Usingafaniri Kuita Zvemidzimu
9 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . . Ndingaita sei Kuti Kugara Kwangu Kune Imwe Nyika Kubudirire?
12 Rusununguko Rwakakura Rwehana Rwuchabvumirwa Here muMexico?
14 Kurwadziwa Kunofanira Kuratidzirwa Here?
16 Zvinotaura Bhaibheri Kushongedza Muviri—Kudiwa Kwokuva Nomwero
18 Kuona Terevhizheni Nokungwarira
19 Kusawirirana Namakemikari Akawanda-wanda—Chirwere Chisinganzwisisiki
20 Apo Makemikari Anokurwarisa
27 Nzimbe—Uswa Hukuru Kwazvo Pane Humwe Uswa
32 Vana Vane Unhu—Vangarerwa Sei?
Makemikari Emazuva Ose—Ari Kukurwarisa Here? 19-26
Vanhu vazhinji vanorwara pavanosangana namakemikari emazuva ose anoshandiswa pamba nezvimwe zvinhu. Rubatsiro rwupi rwavangawana?