RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/10 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 15
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 15
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 2/10 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 15

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 15

Rwiyo 54

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 17 ¶1-10

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Vatongi 15-18

Nha. 1: Vatongi 16:1-12

Nha. 2: ‘Gehena Romoto’ Rakataurwa naJesu Chii? (rs-CA p. 78 ¶1-3)

Nha. 3: Chakaita Kuti Jesu Ati Dhiyabhorosi ‘Ndibaba Venhema’ (Joh. 8:44)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 13

5 min: Zviziviso.

20 min: “Kutsigira Zvinotaurwa neMagwaro Nezvemariro—Chikamu 3.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Itai kuti vateereri vataure mafungiro avo uye vashandise mashoko acho maererano nezvinoitwa munharaunda yenyu. Itai kuti mamwe magwaro acho averengwe uye atsinhirwe.

10 min: “Uya Uve Muteveri Wangu.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Pashure pokukurukurirana kwacho, shandisai mashoko ari papeji 70 yebhuku reChikoro Choushumiri kuti mupe zviyeuchidzo zvakakodzera nezvokupa mhinduro pamisangano yeungano.

Rwiyo 82

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe