RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 145
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kurumbidza Mwari, Mambo mukuru

        • ‘Ndichazivisa ukuru hwaMwari’ (6)

        • “Jehovha akanaka kuzvisikwa zvese” (9)

        • “Vanhu venyu vakavimbika vachakurumbidzai” (10)

        • Umambo hwaMwari husingagumi (13)

        • Ruoko rwaMwari runogutsa zvipenyu zvese (16)

Pisarema 145:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 33:22; Zva 11:17
  • +1Mak 29:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 10-11

    9/15/1990, p. 11

Pisarema 145:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:164
  • +Pis 146:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 10-11

    9/15/1990, p. 11

Pisarema 145:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunzwisiswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 150:2; VaR 1:20; Zva 15:3
  • +Job 26:14; Pis 139:6; VaR 11:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 11-13

    9/15/1990, pp. 11-12

Pisarema 145:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:26, 27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 13-14

    9/15/1990, pp. 12-13

Pisarema 145:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 8:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2008, p. 14

    1/15/2004, pp. 13-14

    9/15/1990, p. 13

Pisarema 145:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezvesimba renyu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2008, p. 14

    1/15/2004, pp. 13-14

    9/15/1990, p. 13

Pisarema 145:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:66; Pis 13:6; 31:19; Isa 63:7; Jer 31:12
  • +Pis 51:14; Zva 15:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 279

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 14-15

    9/15/1990, pp. 13-14

Pisarema 145:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nyasha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 30:9; VaE 2:4
  • +Eks 34:6; Ne 9:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 14-16

    9/15/1990, p. 14

Pisarema 145:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:8; Na 1:7; Mt 5:44, 45; Mab 14:17; Jak 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 272-273

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 14-15

    9/15/1990, p. 14

Pisarema 145:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:1
  • +Pis 30:4; VaH 13:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 16

    9/15/1990, pp. 14-15

Pisarema 145:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 10:8, 9
  • +Dhe 3:24; 1Mak 29:11; Zva 15:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 16

    9/15/1990, pp. 16-18

    Kupukunyuka, pp. 143-144

Pisarema 145:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 98:1
  • +Pis 103:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 16-17

    9/15/1990, pp. 16-18

    Kupukunyuka, pp. 143-144

Pisarema 145:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 146:10; 1Ti 1:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/1990, p. 18

Pisarema 145:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:23, 24; 94:18
  • +Pis 146:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 17

    9/15/1990, p. 18

Pisarema 145:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:30; Pis 136:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 18-19

    9/15/1990, pp. 18-19

Pisarema 145:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 104:27, 28; 107:9; 132:14, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 33

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, pp. 18-19

    9/15/1990, pp. 18-19

    10/1/1987, p. 10

Pisarema 145:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25; Dhe 32:4
  • +Pis 18:25; Zva 15:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 19

    9/15/1990, p. 19

Pisarema 145:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:18; Jak 4:8
  • +Pis 17:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 14

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 20

    9/15/1990, p. 19

Pisarema 145:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:9
  • +Pis 37:39, 40; 50:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 14

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 20

    9/15/1990, pp. 19-20

Pisarema 145:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:23; 97:10
  • +Zvi 2:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 20

    12/15/2002, pp. 14-16

    9/15/1990, p. 20

Pisarema 145:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nyama yese ngairumbidze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:1; 51:15
  • +Pis 117:1; 150:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 20

    9/15/1990, p. 20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 145:1Isa 33:22; Zva 11:17
Pis. 145:11Mak 29:10
Pis. 145:2Pis 119:164
Pis. 145:2Pis 146:2
Pis. 145:3Pis 150:2; VaR 1:20; Zva 15:3
Pis. 145:3Job 26:14; Pis 139:6; VaR 11:33
Pis. 145:4Eks 12:26, 27
Pis. 145:5Pis 8:1
Pis. 145:71Mad 8:66; Pis 13:6; 31:19; Isa 63:7; Jer 31:12
Pis. 145:7Pis 51:14; Zva 15:3
Pis. 145:82Mak 30:9; VaE 2:4
Pis. 145:8Eks 34:6; Ne 9:17
Pis. 145:9Pis 25:8; Na 1:7; Mt 5:44, 45; Mab 14:17; Jak 1:17
Pis. 145:10Pis 19:1
Pis. 145:10Pis 30:4; VaH 13:15
Pis. 145:11Ru 10:8, 9
Pis. 145:11Dhe 3:24; 1Mak 29:11; Zva 15:3
Pis. 145:12Pis 98:1
Pis. 145:12Pis 103:19
Pis. 145:13Pis 146:10; 1Ti 1:17
Pis. 145:14Pis 37:23, 24; 94:18
Pis. 145:14Pis 146:8
Pis. 145:15Ge 1:30; Pis 136:25
Pis. 145:16Pis 104:27, 28; 107:9; 132:14, 15
Pis. 145:17Ge 18:25; Dhe 32:4
Pis. 145:17Pis 18:25; Zva 15:3, 4
Pis. 145:18Pis 34:18; Jak 4:8
Pis. 145:18Pis 17:1
Pis. 145:19Pis 34:9
Pis. 145:19Pis 37:39, 40; 50:15
Pis. 145:20Pis 31:23; 97:10
Pis. 145:20Zvi 2:22
Pis. 145:21Pis 34:1; 51:15
Pis. 145:21Pis 117:1; 150:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 145:1-21

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi rwekurumbidza.

א [Aleph]

145 Ndichakukudzai, haiwa Mwari wangu Mambo,+

Ndicharumbidza zita renyu nariini nariini.+

ב [Beth]

 2 Ndichaswera ndichikurumbidzai;+

Ndicharumbidza zita renyu nariini nariini.+

ג [Gimel]

 3 Jehovha mukuru uye akanyatsokodzera kurumbidzwa,+

Ukuru hwake hahugoni kuongororwa.*+

ד [Daleth]

 4 Zvizvarwa nezvizvarwa zvicharumbidza mabasa enyu;

Zvichazivisa nezvemabasa enyu esimba.+

ה [He]

 5 Vachataura nezvekubwinya kunoshamisa kweukuru hwenyu+

Uye ndichafungisisa mabasa enyu anoshamisa.

ו [Waw]

 6 Vachataura nezvemabasa enyu anoshamisa,*

Uye ndichazivisa ukuru hwenyu.

ז [Zayin]

 7 Vachafara kwazvo pavanoyeuka kunaka kwenyu kukuru,+

Uye vachapembera nemufaro nekuda kwekururama kwenyu.+

ח [Heth]

 8 Jehovha ane tsitsi* nengoni,+

Anononoka kutsamwa uye azere nerudo rusingachinji.+

ט [Teth]

 9 Jehovha akanaka kuzvisikwa zvese,+

Uye ngoni dzake dzinooneka pamabasa ake ese.

י [Yod]

10 Mabasa enyu ese achakukudzai, haiwa Jehovha,+

Uye vanhu venyu vakavimbika vachakurumbidzai.+

כ [Kaph]

11 Vachazivisa nezvekukudzwa kweumambo hwenyu,+

Votaura nezvesimba renyu,+

ל [Lamed]

12 Kuti vazivise vanhu mabasa enyu esimba+

Nekubwinya kunoshamisa kweumambo hwenyu.+

מ [Mem]

13 Umambo hwenyu umambo hunogara nekusingagumi,

Uye kutonga kwenyu kunogara kuripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

ס [Samekh]

14 Jehovha anotsigira vese vari kuwa+

Uye anosimudza vese vakakotamiswa.+

ע [Ayin]

15 Maziso ezvinhu zvese anotarisa kwamuri aine tariro;

Munozvipa zvekudya zvazvo mumwaka wazvo.+

פ [Pe]

16 Munovhura ruoko rwenyu

Mogutsa zvido zvezvinhu zvese zvipenyu.+

צ [Tsade]

17 Jehovha akarurama munzira dzake dzese+

Uye akavimbika pazvese zvaanoita.+

ק [Qoph]

18 Jehovha ari pedyo nevanhu vese vanodana kwaari,+

Vese vanodana kwaari muchokwadi.+

ר [Resh]

19 Anogutsa zvido zvevaya vanomutya;+

Anonzwa kuchemera kwavo kubatsirwa, uye anovanunura.+

ש [Shin]

20 Jehovha anochengetedza vese vanomuda,+

Asi achaparadza vakaipa vese.+

ת [Taw]

21 Muromo wangu uchazivisa kurumbidzwa kwaJehovha;+

Zvinhu zvese zvipenyu ngazvirumbidze* zita rake dzvene nariini nariini.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe