RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 103
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • “Regai ndirumbidze Jehovha”

        • Mwari anoisa zvivi zvedu kure kure (12)

        • Mwari anonzwira tsitsi sezvinoita baba (13)

        • Mwari anoyeuka kuti tiri guruva (14)

        • Chigaro chaJehovha cheumambo neumambo hwake (19)

        • Ngirozi dzinoita zvinotaurwa naMwari (20)

Pisarema 103:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ngaurumbidze.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, p. 21

Pisarema 103:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ngaurumbidze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 8:2; Pis 105:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, p. 21

Pisarema 103:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 12:13; Isa 43:25
  • +Eks 15:26; Pis 41:3; 147:3; Isa 33:24; Jak 5:15; Zva 21:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, pp. 21-22

Pisarema 103:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muguva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 56:13
  • +Mik 7:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, p. 22

Pisarema 103:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:5; 65:4
  • +Pis 51:12; Isa 40:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, pp. 22-23

Pisarema 103:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:8
  • +Pis 12:5; Zvi 22:22, 23; Jak 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, p. 15

    5/15/1999, pp. 23-24

Pisarema 103:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:4; Nu 12:8
  • +Pis 147:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2004, p. 15

    5/15/1999, pp. 23-24

Pisarema 103:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nenyasha.”

  • *

    Kana kuti “azere nemutsa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 55:7; Jak 5:11
  • +Eks 34:6; Joe 2:13; Jon 4:2

Pisarema 103:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 30:5
  • +Isa 57:16

Pisarema 103:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:31
  • +Ezr 9:13; Pis 130:3; Isa 55:7

Pisarema 103:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:17; Isa 55:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    8/2016, p. 5

    Nharireyomurindi,

    8/1/2011, p. 13

Pisarema 103:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:21, 22; Isa 43:25; Jer 31:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    8/2016, p. 5

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 262-263

    Nharireyomurindi,

    8/1/2011, p. 13

    7/1/2003, p. 17

    5/15/1999, p. 24

Pisarema 103:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:38; Isa 49:15; Mar 3:17; Jak 5:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 40

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    8/2016, p. 5

    Nharireyomurindi,

    8/1/2011, p. 13

Pisarema 103:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:39
  • +Ge 2:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 40

    Swedera Pedyo naJehovha, p. 261

    Nharireyomurindi,

    8/1/2011, p. 13

    12/1/1997, pp. 10-11

    9/1/1994, pp. 8-13

Pisarema 103:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:5, 6; 1Pe 1:24
  • +Job 14:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, p. 24

Pisarema 103:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Uye nzvimbo yaro haizorizivi.”

Pisarema 103:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 1:50
  • +Eks 20:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, p. 24

Pisarema 103:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:5; Dhe 7:9; Pis 25:10

Pisarema 103:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:6; Isa 66:1
  • +Pis 47:2; 145:13; Dha 4:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, p. 24

Pisarema 103:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “muchiteerera inzwi reshoko rake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:10
  • +2Mad 19:35; Ru 1:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 24

    Nharireyomurindi,

    5/15/1999, p. 24

Pisarema 103:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 22:19; Pis 148:2; Ru 2:13, 14
  • +Mt 13:41; VaH 1:7

Pisarema 103:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu ngaurumbidze.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 103:2Dhe 8:2; Pis 105:5
Pis. 103:32Sa 12:13; Isa 43:25
Pis. 103:3Eks 15:26; Pis 41:3; 147:3; Isa 33:24; Jak 5:15; Zva 21:4
Pis. 103:4Pis 56:13
Pis. 103:4Mik 7:18
Pis. 103:5Pis 23:5; 65:4
Pis. 103:5Pis 51:12; Isa 40:31
Pis. 103:6Pis 9:8
Pis. 103:6Pis 12:5; Zvi 22:22, 23; Jak 5:4
Pis. 103:7Eks 24:4; Nu 12:8
Pis. 103:7Pis 147:19
Pis. 103:8Isa 55:7; Jak 5:11
Pis. 103:8Eks 34:6; Joe 2:13; Jon 4:2
Pis. 103:9Pis 30:5
Pis. 103:9Isa 57:16
Pis. 103:10Ne 9:31
Pis. 103:10Ezr 9:13; Pis 130:3; Isa 55:7
Pis. 103:11Pis 103:17; Isa 55:9
Pis. 103:12Re 16:21, 22; Isa 43:25; Jer 31:34
Pis. 103:13Pis 78:38; Isa 49:15; Mar 3:17; Jak 5:15
Pis. 103:14Pis 78:39
Pis. 103:14Ge 2:7
Pis. 103:15Pis 90:5, 6; 1Pe 1:24
Pis. 103:15Job 14:1, 2
Pis. 103:17Ru 1:50
Pis. 103:17Eks 20:6
Pis. 103:18Eks 19:5; Dhe 7:9; Pis 25:10
Pis. 103:192Mak 20:6; Isa 66:1
Pis. 103:19Pis 47:2; 145:13; Dha 4:25
Pis. 103:20Dha 7:10
Pis. 103:202Mad 19:35; Ru 1:19
Pis. 103:211Mad 22:19; Pis 148:2; Ru 2:13, 14
Pis. 103:21Mt 13:41; VaH 1:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 103:1-22

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

103 Regai ndirumbidze* Jehovha;

Zvese zviri mandiri ngazvirumbidze zita rake dzvene.

 2 Regai ndirumbidze* Jehovha;

Ngandirege kukanganwa zvese zvaakaita.+

 3 Anoregerera zvitadzo zvako zvese+

Uye anoporesa zvirwere zvako zvese;+

 4 Anobudisa upenyu hwako mugomba*+

Uye anokupfekedza korona yerudo rwake rusingachinji netsitsi dzake.+

 5 Anokugutsa nezvinhu zvakanaka+ kweupenyu hwako hwese,

Zvekuti udiki hwako hunomutsidzirwa sehwegondo.+

 6 Jehovha anoita zvakarurama+

Uye anotonga zvakarurama vese vakadzvinyirirwa.+

 7 Akazivisa Mozisi nzira dzake,+

Uye akazivisa vanakomana vaIsraeri mabasa ake.+

 8 Jehovha ane ngoni netsitsi,*+

Anononoka kutsamwa uye azere nerudo rusingachinji.*+

 9 Haazorambi achingotiwanira mhosva,+

Uyewo haazorambi akatsamwa nekusingaperi.+

10 Haana kutiitira zvinoenderana nezvivi zvedu,+

Uye haana kutitsiva zvinoenderana nezvitadzo zvedu.+

11 Nekuti kukwirira kwakaita matenga kupfuura nyika,

Ndiko kukura kwakaita rudo rwake rusingachinji rwaanoratidza vaya vanomutya.+

12 Sekuva kure kwakaita kumabvazuva kubva kumavirira,

Saizvozvowo akaisa zvitadzo zvedu kure nesu.+

13 Sababa vanonzwira tsitsi vanakomana vavo,

Jehovha akanzwira tsitsi vaya vanomutya.+

14 Nekuti anonyatsoziva maumbirwo atakaitwa,+

Achiyeuka kuti tiri guruva.+

15 Kana ari munhu, mazuva ake akaita seeuswa;+

Anotumbuka seruva remusango.+

16 Asi kana mhepo ikangovhuvhuta, rinenge risisipo,

Sekunge risina kumbobvira ravapo.*

17 Asi rudo rwaJehovha rusingachinji ruriko nariini nariini

Kune vaya vanomutya,+

Uye kururama kwake anokuratidza vana vevana vavo,+

18 Vaya vanochengeta sungano yake+

Uye vaya vanongwarira kuchengeta mirayiro yake.

19 Jehovha akanyatsosimbisa chigaro chake cheumambo kumatenga;+

Uye umambo hwake hunotonga zvinhu zvese.+

20 Rumbidzai Jehovha, imi ngirozi dzake dzese,+ dzine simba guru,

Munoita zvaanotaura,+ muchiteerera inzwi rake.*

21 Rumbidzai Jehovha, imi mese mauto ake,+

Vashumiri vake vanoita kuda kwake.+

22 Rumbidzai Jehovha, imi mese mabasa ake,

Munzvimbo dzese dzaanotonga.

Regai ndirumbidze* Jehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe